£9.99

Wemarengenya Haaruki Moto

Moyo chena unouraisa. Simba mukomana achangozvipedzera zvake dzidzo paUniversity of Zimbabwe. Anozvipira kuyamura Shamiso uyo waanononga padivi pemugwagwa paanosiya akandwa naBhanditi nechikwata chake. Paanosvika kumba kwavabereki vake anobva anzi ndiye Bhanditi adzoka. 

Published: 16 June 2023
Page count: 164
Book dimensions: 5.060" x 7.810"
Cover finish: Matte
Interior colour: Black & White on groundwood paper

Moyo chena unouraisa. Simba mukomana achangozvipedzera zvake dzidzo paUniversity of Zimbabwe. Anozvipira kuyamura Shamiso uyo waanononga padivi pemugwagwa paanosiya akandwa naBhanditi nechikwata chake. Paanosvika kumba kwavabereki vake anobva anzi ndiye Bhanditi adzoka. Anovharirwa mumba achinzi anozoburitswa kana chikwata chake chadzora zvachakabvuta. Simba aitarisira kutendwa asi hazvina kuita sokufunga kwake.

Nyaya yaMushamba irondedzero yeruvhunambwa rwuri kutiza mazimbwa ane ukasha ari kungoti dai arubata akanyika meno mumunyepfu warwo irwo rwuchiavhunanisa mukuruumburudza ruchipoya nemumateya mawo apo anenge arumbumura. Inopinda mumakomba egoridhe, mumipata yezvinodhaka pamwe nemumachokoto euterera, zvichipa muverengi kufunga kuti, kurarama chii munyika? Zvino iye wemarengenya angacharika marimi emoto akasabatira here? Ko akabatira moto achaudzimura sei uye nani?

Zvinzwirei hudobidobi hwenyaya inosiririsa yakanyorwa zvemhando yepamusoro.

ISBN

Paperback: 978-1-914287-13-8

eBook: 978-1-914287-14-5

Additional information

Weight 1 kg

Reviews

There are no reviews yet.

Be the first to review “Wemarengenya Haaruki Moto”

Your email address will not be published. Required fields are marked *