£12.99

Nherera Sharu

Upenyu hwemunhu hunofamba sei? Ndiyani unohurongedza, agohurongonora,
achigohurongedzazve? Chinangwa chake chiri chei? Anenge achida kuti hupenyu hugodii?
Kurasikirwa nemureri, ariye muriritiri kukwira muti wemujerenga. Kuzoti naicho chidziro
chaunozendamira kuti uwane simba rokutangidza zvambokona chadhirika, anenge atova
mangondo. Nherera Sharu runyaya rwunoronda kusharuka kwenherera muupenyu hwayo.
Kana iyo nherera yasharuka inoonekwa sei uye nei? Ko ivo vemaoko akatambanuka seivo
vachirambidzwa kuramba votambanudza maoko avo? Kuti zvinodaro kuti vanhu vawane
nyaya dzokutaura here? Zvino kana dzataurwa zvinogounzei? Ko ihwo uterera hunosharuka
sei? Pakufirwa nababa? Pakufirwa namai? Iyi ndiyo imwe yemibvunzo inozvibvunza muravi
mukutandara nekufambidzana nenyayanyorwa ino. Chasara, zviravire nyaya ino unzvinzwire
wega.

Tinashe Muchuri, munyori nemuturikiri

Published: 19 June 2026
Page count: 292
Book dimensions: 5.060" x 7.810"
Cover finish: Matte
Interior colour: Black & White on groundwood paper

ISBN

Paperback: 978-1-918606-03-4

eBook: 978-1-918606-04-1

Additional information

Weight 1 kg

Reviews

There are no reviews yet.

Be the first to review “Nherera Sharu”